View Lyrics: AMINA KADEYA Modal close icon

Viewing lyrics for AMINA KADEYA by Bkay & Kazz.

Chorus: Amina- Amina Kadeya Simoreya
Amina One Shamsha p. o. Box Marondera
Gumpepe *4
Verse 1: Usanditevere Handichadzoki
Usaudza Mai Havambokurovi
Mangwana ndichauya Ndigokutora
Wazviwa Wazviwa Mfana
Kwandirikuenda Haungaende
Nodenda Kundo- Kundo tora rudo
Rwendo rwangu richanditora
Nekuma komo Nekuma kata
Bridge:Usandikanganwe uzondinyorera
Kana kuimba Amina Kadeya
Amina Kadeya Unoizhiva
Kamhanzi kaya, Vanhu vese vachishaura
Chorus:
Amina- Amina Kadeya Simoreya
Amina One Shamsha p. o. Box Marondera
Gumpepe *4
Verse 2 Rap:
Amina amina Kadeya
Back in the day I remember
We were young and played together
Memmories fresh, it stays for ever
We would love to play in the park
Dancing around till way after dark
Trying to learn this clapping game – hold up Wheeeello!!!
(one more time say)
Amina amina Kadeya
Nguva yese tichi tamba
Amai na baba vachiseka
Vachibvunza kowambogeza
Runonzi rudo vanhu vese runonzi rudo – hold up
Bridge:
Usandikanganwe uzondinyorera
Kana kuimba Amina Kadeya
Amina Kadeya Unoizhiva
Kamhanzi kaya, Vanhu vese vachishaura
Chorus:
Amina- Amina Kadeya Simoreya
Amina One Shamsha p. o. Box Marondera
Gumpepe *4
Whow hu whoh
Gumpepep *6

Close